Job 4:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarira, iwe wakadzidzisa ʋazhinji, Iwe wakasimbisa maʋoko akashaiwa simba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Funga kuti wakadzidzisa vazhinji sei, uye kuti wakasimbisa sei maoko asina simba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Inga makadzidzisa vazhinji mukasimbisa maoko asina simba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarira, iwe wakadzidzisa vazhinji, Iwe wakasimbisa maoko akashaiwa simba.
Shona 2009?
Tarira, iwe wakadzidzisa vazhinji, Iwe wakasimbisa maoko akashaiwa simba.
Shona SUB 2002 Bible
Tarira, iwe wakadzidzisa vazhinji, Iwe wakasimbisa maoko akashaiwa simba.