Job 4:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ɀino ɀaȿika kwauri, iwe woshaiwa simba; Ɀakuɓata, ɀino wotambudzika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi zvino nhamo yasvika kwauri, uye iwe waora mwoyo; inokurova, iwe ndokuvhunduka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi nhasi zvakuwanaiwo, zvino motadza kugadzikana. Asi zvino zvakubatai mabva mava kurasa mwoyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi zvino zvasvika kwauri, iwe woshaiwa simba; Zvakubata, zvino wotambudzika.
Shona 2009?
Asi zvino zvasvika kwauri, iwe woshaiwa simba, Zvakubata, zvino wotambudzika.
Shona SUB 2002 Bible
Asi zvino zvasvika kwauri, iwe woshaiwa simba; Zvakubata, zvino wotambudzika.