Job 4:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko kutya kwako Mŋari harizi simba rako here? Kururama kwenzira dzako haizi tariro yako here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, kutya kwako Mwari hakuzi chivimbo chako, uye nzira dzako dzakarurama tariro yako here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Handiti kutya kwenyu Mwari ndiko kwamunovimba nako, kuva pachokwadi mumaitiro enyu kuri iko chitarisiro chenyu?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ko kutya kwako Mwari harizi simba rako here? Kururama kwenzira dzako haizi tariro yako here?
Shona 2009?
Ko kutya kwako Mwari harizi simba rako here? Kururama kwenzira dzako haizi tariro yako here?
Shona SUB 2002 Bible
Ko kutya kwako Mwari harizi simba rako here? Kururama kwenzira dzako haizi tariro yako here?