Job 4:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanoparadzwa nomŋeya waMŋari, Ʋanopedzwa nokufema kwokutsamŋa kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanoparadzwa nokufema kwaMwari; vanoparara nokuputika kwehasha dzake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vanoparadzwa nefemo raMwari vachatsakatiswa nomweya wehasha dzake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanoparadzwa nomweya waMwari, Vanopedzwa nokufema kwokutsamwa kwake.
Shona 2009?
Vanoparadzwa nomweya waMwari, Vanopedzwa nokufema kokutsamwa kwake.
Shona SUB 2002 Bible
Vanoparadzwa nomweya waMwari, Vanopedzwa nokufema kwokutsamwa kwake.