Job 40:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarira ɀino mvuʋu, yandakaita pamŋe cete newe; Inodya ʋuswa senzombe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Tarisa kumvuu, yandakaita pamwe chete newe uye inofura uswa senzombe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Tarisa uone mvuu yandakasika sewe inofura sora semombe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarira zvino mvuu, yandakaita pamwechete newe; Inodya uswa senzombe.
Shona 2009?
Tarira zvino mvuu, yandakaita pamwechete newe; Inodya uswa senzombe.
Shona SUB 2002 Bible
Tarira zvino mvuu, yandakaita pamwechete newe; Inodya uswa senzombe.