Job 40:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mafupa ayo akafanana nendarira dzinemhaŋgo; Mbabvu dzayo dzakafanana namazariro amatare.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mapfupa ayo ipombi dzendarira, miromo yayo yakaita setsvimbo dzesimbi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mapfupa ayo akaita sepombi dzendarira mbabvu dzayo mibhadha zvayo yesimbi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mapfupa ayo akafanana nendarira dzine mhango; Mbabvu dzayo dzakafanana namazariro amatare.
Shona 2009?
Mapfupa ayo akafanana nendarira ine mhango; Mbabvu dzayo dzakafanana namazariro amatare.
Shona SUB 2002 Bible
Mapfupa ayo akafanana nendarira dzine mhango; Mbabvu dzayo dzakafanana namazariro amatare.