Job 40:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiyo huru pamaɓasa aMŋari; Iye, wakaiita, wakaipa munondo wayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iyo iri pachinzvimbo chokutanga pakati pamabasa aMwari, asi Muiti wayo anogona kusvika pairi nomunondo wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiyo yokutanga pazvisikwa zvaMwari, Musiki wayo ndiye chete anogona kuisvikira nebakatwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiyo huru pamabasa aMwari; Iye, akaiita, akaipa munondo wayo.
Shona 2009?
Ndiyo huru pamabasa aMwari; Iye, akaiita, akaipa munondo wayo.
Shona SUB 2002 Bible
Ndiyo huru pamabasa aMwari; Iye, akaiita, akaipa munondo wayo.