Job 40:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarira, kana rwizi rukafema nokunze, haiɗeɗeri; Haityi, kunyaŋge Joridani rukazara kuȿikira pamuromo wayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Panozara rwizi, iyo haivhunduki; inodekara zvayo, kunyange Jorodhani rukapfachukira kumuromo wayo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana rwizi rwuzere iyo haimbovhunduki. Kunyange rwizi rweJorodhani rukaisvika pamuromo, iyo haitirimuki.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarira, kana rwizi rukafema nokunze, haidederi; Haityi, kunyange Jorodhani rukazara kusvikira pamuromo wayo.
Shona 2009?
Tarira, kana rwizi rukafema nokunze, haidederi; Haityi, kunyange Jorodhani rukazara kusvikira pamuromo wayo.
Shona SUB 2002 Bible
Tarira, kana rwizi rukafema nokunze, haidederi; Haityi, kunyangwe Jodhani rukazara kusvikira pamuromo wayo.