Job 40:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko munhu uŋgaiɓata kana yakarindira here, Kana kuʋurura mhino dzayo norwauro here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pano munhu angagona kuibata neziso, kana kuiteya uye nokuibaya pamhino yayo here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu angaibate nechirauro kana kuboora mhuno dzayo nechokuteesa?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ko munhu ungaibata kana yakarindira here, Kana kuurura mhino dzayo norwauro here?
Shona 2009?
Ko munhu ungaibata kana yakarindira here, Kana kuurura mhino dzayo norwauro here?
Shona SUB 2002 Bible
Ko munhu ungaibata kana yakarindira here, Kana kuurura mhino dzayo norwauro here?