Job 40:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko iwe unoɗa kukaŋganisa kutoŋga kwaŋgu, Unoɗa kundipa mhoȿa, kuti iwe ururamiswe here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
‘Ko, iwe unoda kukanganisa kururamisira kwangu here? Ko, unondipomera kuti uzviruramise here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Wava kutoti ururami hwangu hauna maturoka iwe? Wavakutondipa mhosvaka iwe kuti uzviti wakarurama?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ko iwe unoda kukanganisa kutonga kwangu, Unoda kundipa mhosva, kuti iwe ururamiswe here?
Shona 2009?
Ko iwe unoda kukanganisa kutonga kwangu, Unoda kundipa mhosva, kuti iwe ururamiswe here?
Shona SUB 2002 Bible
Ko iwe unoda kukanganisa kutonga kwangu, Unoda kundipa mhosva, kuti iwe ururamiswe here?