Job 40:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iwe unoruʋoko rwakafanana norwaMŋari here? Iwe uŋgatinhira nenzwi rakafanana nerake here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uno ruoko rwakaita sorwaMwari here, uye inzwi rako ringatinhira serake here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ruoko rwako runesimba raMwari here? Ungadzvove here sezvaanoita?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iwe unoruoko rwakafanana norwaMwari here? Iwe ungatinhira nezwi rakafanana nerake here?
Shona 2009?
Iwe unoruoko rwakafanana norwaMwari here? Iwe ungatinhira nenzwi rakafanana nerake here?
Shona SUB 2002 Bible
Iwe unoruoko rwakafanana norwaMwari here? Iwe ungatinhira nezwi rakafanana nerake here?