Job 41:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko uŋgagona kuɓata ŋgwena neciredzo, Kana kutsikirira rurimi rwayo norwonzi here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ungagona kukweva ngwena nechiredzo, kana kusunga rurimi rwayo netambo here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ungagone kuzapura zigaranyanya nechirauro here, kana kuribata rurimi nomusungo here?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ko ungagona kubata ngwena nechiredzo, Kana kutsikirira rurimi rwayo norwonzi here?
Shona 2009?
"Ko ungagona kubata ngwena nechiredzo, Kana kutsikirira rurimi rwayo norwonzi here?
Shona SUB 2002 Bible
“Ko ungagona kubata ngwena nechiredzo, Kana kutsikirira rurimi rwayo netambo here?