Job 41:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hakunomunhu unotyisa uŋgatsuŋga kuiʋamba, Ɀino ndianiko uŋgagona kumira pamberi paŋgu here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hakuna munhu anotyisa zvokuti angaidenha. Ndianiko zvino anogona kumisidzana neni?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hapana anogona kuridenha ndiani zvino angamirisane neni?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hakuna munhu anotyisa angatsunga kuivamba, Zvino ndianiko angagona kumira pamberi pangu here?
Shona 2009?
Hakuna munhu anotyisa angatsunga kuivamba, Zvino ndianiko angagona kumira pamberi pangu here?
Shona SUB 2002 Bible
Hakuna munhu anotyisa angatsunga kuivamba, Zvino ndianiko angagona kumira pamberi pangu here?