Job 41:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinaniko wakataŋga kundipa, kuti ndifanire kumuripira ɀe? Ɀose ɀiri pasi peɗeŋga rose ndeɀaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndianiko wandakatorera chinhu wandinofanira kuripira? Zvinhu zvose zviri pasi pedenga ndezvangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiani wandine chikwereti naye? Wandinofanira kudzorera. Chinhu chose chiri pasi pedenga ndechangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndianiko akatanga kundipa, kuti ndifanire kumuripirazve? Zvose zviri pasi pedenga rose ndezvangu.
Shona 2009?
Ndianiko akatanga kundipa, kuti ndifanire kumuripirazve? Zvose zviri pasi pedenga rose ndezvangu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndianiko akatanga kundipa, kuti ndifanire kumuripirazve? Zvose zviri pasi pedenga rose ndezvangu.