Job 41:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Handiŋganyarari kurondedzera mitezo yayo, Kana simba rayo, kana muturu wayo wakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Handingakonewi kutaura zvemitezo yayo, simba rayo uye chimiro chayo chakanaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Handinganyarare nezvemakumbo ake kana nesimba rake guru kana nezvechimiro chake chakarurama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Handinganyarari kurondedzera mitezo yayo, Kana simba rayo, kana muturu wayo wakanaka.
Shona 2009?
Handinganyarari kurondedzera mitezo yayo, Kana simba rayo, kana muturu wayo wakanaka.
Shona SUB 2002 Bible
Handinganyarari kurondedzera mitezo yayo, Kana simba rayo, kana chimiro chayo chakanaka.