Job 41:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndianiko uŋgagona kubvisa ŋguʋo yayo yokunze? Ndianiko uŋgapinda pakati pemisara miʋiri yameno ayo?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndianiko angabvisa dehwe rayo? Ndianiko angasvika kwairi namatomu?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiani angaripfekenure ganda raro rokunze kana kubaya ganda raro rakapetwa kaviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndianiko angagona kubvisa nguo yayo yokunze? Ndianiko angapinda pakati pemisara miviri yameno ayo?
Shona 2009?
Ndianiko angagona kubvisa nguvo yayo yokunze? Ndianiko angapinda pakati pemisara miviri yameno ayo?
Shona SUB 2002 Bible
Ndianiko angagona kubvisa nguo yayo yokunze? Ndianiko angapinda pakati pemisara miviri yameno ayo?