Job 41:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makwande ayo, anesimba, ndiko kuɀikudza kwayo; Akaɓatanidzwa necisimbiso cakaɓata.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musana wayo une mitsara yamakwande yakanyatsonamirwa pamwe chete;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musana waro wakaitwa nemitsara yenhowo dzakarundana sedzakanamatidzwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makwande ayo, ane simba, ndiko kuzvikudza kwayo; Akabatanidzwa nechisimbiso chakabata.
Shona 2009?
Makwande ayo, ane simba, ndiko kuzvikudza kwayo; Akabatanidzwa nechisimbiso chakabata.
Shona SUB 2002 Bible
Makwande ayo, ane simba, ndiko kuzvikudza kwayo; Akabatanidzwa nechisimbiso chakabata.