Job 41:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ari pedyo nepedyo, Mhepo haigoni kupinda napakati pawo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
rimwe nerimwe riri pedyo pedyo nerimwe, zvokuti hakuna mhepo inopinda napakati.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dzikabatana zvokuti hapana mweya ungapinde pakati pawo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ari pedyo nepedyo, Mhepo haigoni kupinda napakati pawo.
Shona 2009?
Ari pedo nepedo, Mhepo haigoni kupinda napakati pawo.
Shona SUB 2002 Bible
Ari pedyo nepedyo, Mhepo haigoni kupinda napakati pawo.