Job 41:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaɓatanidzwa; Anonamatirana, haaŋgaparadzaniswi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akanyatsobatanidzwa pane rimwe nerimwe; akanamatirana pamwe chete uye haagoni kuparadzaniswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akabatana-batana zvokurundana zvokuti hadzikwanisi kuparadzaniswa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akabatanidzwa; Anonamatirana, haangaparadzaniswi.
Shona 2009?
Akabatanidzwa; Anonamatirana, haangaparadzaniswi.
Shona SUB 2002 Bible
Akabatanidzwa; Anonamatirana, haangaparadzaniswi.