Job 41:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Uŋgagona kupinza rwauro pamhino dzayo, Kana kuʋurura rushaya rwayo necikokoʋonho?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ungagona kupinza mukaro mumhino dzayo, kana kuboora rushaya rwayo nechiredzo here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ungagone here kusungirira tambo mumhuno dzaro? Kana kubaya dama raro nechirauro?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ungagona kupinza rwauro pamhino dzayo, Kana kuurura rushaya rwayo nechikokovono?
Shona 2009?
Ungagona kupinza rwauro pamhino dzayo, Kana kuurura rushaya rwayo nechikokovono?
Shona SUB 2002 Bible
Ungagona kupinza rwauro pamhino dzayo, Kana kuurura rushaya rwayo nechikokovono?