Job 41:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyama dzayo dzakaɓatanidzwa kumatiʋi ose, Dzakasimba pairi, hadziŋgazunuŋguswi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nhindi dzenyama yayo dzakabatanidzwa zvakasimba; dzakasimba uye hadzizungunuswi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mafinyamafinyama omuviri waro akabatana-batana zvakasimba akasimba uye haazunguziki.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nyama dzayo dzakabatanidzwa kumativi ose, Dzakasimba pairi, hadzingazununguswi.
Shona 2009?
Nyama dzayo dzakabatanidzwa kumativi ose, Dzakasimba pairi, hadzingazununguswi.
Shona SUB 2002 Bible
Nyama dzayo dzakabatanidzwa kumativi ose, Dzakasimba pairi, hadzingazununguswi.