Job 41:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iyo inoti matare mashaŋga, Ʋuye ndarira ɗanda rakaʋora.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Simbi inoita samashanga kwairi, uye ndarira sedanda rakaora.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Simbi rinoiita samashanga ndarira sehuni yakaora.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iyo inoti matare mashanga, Uye ndarira danda rakaora.
Shona 2009?
Iyo inoti matare mashanga, Uye ndarira danda rakaora.
Shona SUB 2002 Bible
Iyo inoti matare mashanga, Uye ndarira danda rakaora.