Job 41:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tȿimbo dzakaita samakoto; Inoseka kana icinzwa kuwuŋga kweɓakatwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tsvimbo inoita kunge chidimbu cheshanga kwairi; inoseka panorira bakatwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tsvimbo kwairi yakaita seshanga. Rinotoseka zvaro kungwerengwedza kwamapfumo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tsvimbo dzakaita samakoto; Inoseka kana ichinzwa kuunga kwebakatwa.
Shona 2009?
Tsvimbo dzakaita samakoto; Inoseka kana ichinzwa kuunga kwebakatwa.
Shona SUB 2002 Bible
Tsvimbo dzakaita samakoto; Inoseka kana ichinzwa kuunga kwebakatwa.