Job 41:32 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Inotara nzira inopenya shure kwayo; Ɀimŋe munhu uŋgati, mvura yakadzika yacena vudzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwayo inosiya muhwezva unopenya; mumwe munhu angafunga kuti mvura yakadzika yava nevhudzijena.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rinosia mushure maro mutsetse wemvura wakachena; ungafunge kuti hwenje hune mvere.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Inotara nzira inopenya shure kwayo; Zvimwe munhu ungati, mvura yakadzika yachena vhudzi.
Shona 2009?
Inotara nzira inopenya shure kwayo; Zvimwe munhu ungati, mvura yakadzika yachena vhudzi.
Shona SUB 2002 Bible
Inotara nzira inopenya shure kwayo; Zvimwe munhu ungati, mvura yakadzika yachena vhudzi.