Job 41:33 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Panyika hapana‐cakafanana nayo, Cakaitwa cisina‐kutya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hapana chakaenzana nayo munyika, chisikwa chisingatyi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Panyika hapana chakafanana naro, chisikwa chisingatyi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Panyika hapana chakafanana nayo, Chakaitwa chisina kutya.
Shona 2009?
Panyika hapana chakafanana nayo, Chakaitwa chisina kutya.
Shona SUB 2002 Bible
Panyika hapana chakafanana nayo, Chakaitwa chisina kutya.