Job 41:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarira, tariro yake hapana; Munhu haaŋgaʋori mŋoyo nokuiʋona ɓedzi here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tariro ipi zvayo yokuitonga ndeyenhema; kungoiona bedzi kunopedza simba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvokuripingudza hazviiti. Iko kungoriona chete kunokuzadza nokutya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarira, tariro yake hapana; Munhu haangaori mwoyo nokuiona bedzi here?
Shona 2009?
Tarira, tariro yake hapana; Munhu haangaori moyo nokuionachetehere?
Shona SUB 2002 Bible
Tarira, tariro yake hapana; Munhu haangaori mwoyo nokuiona bedzi here?