Job 42:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Panyika yose hapana‐kuwanikwa ʋakadzi ʋakanaka paɀiso ɀaʋo ʋakapfuʋura ʋakunda ʋaJobo; ɓaɓa ʋaʋo ʋakaʋapa ʋo nhaka pakati pehanɀadzi dzaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Panyika yose hapana kuwanikwa vakadzi vakanaka kupinda vanasikana vaJobho, uye baba vavo vakavapa nhaka pamwe chete nehanzvadzi dzavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pasi pakanga pasina vakadzi vakanaka uso kudarika vanasikana vaJobhu. Baba vakavapa mugove pamwechete nehanzvadzi dzavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Panyika yose hapana kuwanikwa vakadzi vakanaka pazviso zvavo vakapfuurawo vakunda vaJobho baba vavo vakapawo nhaka pakati pehanzvadzi dzavo.
Shona 2009?
Panyika yose hapana kuwanikwa vakadzi vakanaka pazviso zvavo vakapfuurawo vakunda vaJobho baba vavo vakapawo nhaka pakati pehanzvadzi dzavo.
Shona SUB 2002 Bible
Panyika yose hapana kuwanikwa vakadzi vakanaka pazviso zvavo vakapfuurawo vakunda vaJobho baba vavo vakapawo nhaka pakati pehanzvadzi dzavo.