Job 42:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Shure kwaiɀoɀo Jobo wakazogara makore anezana namakumi manna, akaʋona ʋanakomana ʋake, naʋanakomana ʋaʋanakomana ʋake, kuȿikira pamarudzi manna.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwaizvozvi, akazorarama makore zana namakumi mana; akaona vana vake navana vavana vake kusvikira parudzi rwechina.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mushure maizvozvi Jobhu akagara zana namakumi mana amakore. Akaona vana vake, navana vavana vake kusvika kuchizvarwa chechina.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Shure kwaizvozvo Jobho akazogara makore ane zana namakumi mana, akaona vanakomana vake, navanakomana vavanakomana vake, kusvikira pamarudzi mana.
Shona 2009?
Shure kwaizvozvo Jobho akazogara makore ane zana namakumi mana, akaona vanakomana vake, navanakomana vavanakomana vake, kusvikira pamarudzi mana.
Shona SUB 2002 Bible
Shure kwaizvozvo Jobho akazogara makore ane zana namakumi mana, akaona vanakomana vake, navanakomana vavanakomana vake, kusvikira pamarudzi mana.