Job 42:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinoziʋa kuti imi munogona kuita ɀose, Ʋuye kuti hakuna‐camunoʋaʋarira ɀiŋgadziʋiswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndinoziva kuti imi munogona kuita zvose; hapana urongwa hwenyu hungakoneswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndinoziva kuti munokwanisa kuita zvinhu zvose uye kuti pazvinhu zvose hapana chingakudzivisei kuita zvamunenge muchida kuita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndinoziva kuti imi munogona kuita zvose, Uye kuti hakuna chamunovavarira zvingadziviswa.
Shona 2009?
"Ndinoziva kuti imwi munogona kuita zvose, Uye kuti hakuna chamunovavarira chingadziviswa.
Shona SUB 2002 Bible
“Ndinoziva kuti imi munogona kuita zvose, Uye kuti hakuna chamunovavarira zvingadziviswa.