Job 42:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehova wakati ataura mashoko iwayo kunaJobo, Jehova akati kunaErifazi muTemani: Ndakutsamŋira kwaɀo iwe neshamŋari dzako mbiri, nokuti imi hamuna‐kutaura ɀakarurama pamsoro paŋgu, seɀakaita muranda waŋgu Jobo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akati areva zvinhu izvi kuna Jobho, akati kuna Erifazi muTemani, “Ndakakutsamwira iwe neshamwari dzako mbiri, nokuti hamuna kutaura zvakarurama pamusoro pangu, sezvakaitwa nomuranda wangu Jobho.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti Tenzi apedza kutaura mazwi aya kuna Jobhu akati kuna Erifasi Mutemani, “Ndinokuvirukirai nehasha iwe neshamwari dzako mbiri nokuti hamuna kutaura zvakarurama nezvangu sezvakaitwa nomuranda wangu Jobhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jehovha akati ataura mashoko iwayo kuna Jobho, Jehovha akati kuna Erifazi muTemani, “Ndakatsamwira kwazvo iwe neshamwari dzako mbiri, nokuti imi hamuna kutaura zvakarurama pamusoro pangu, sezvakaita muranda wangu Jobho.
Shona 2009?
Zvino Jehovha akati ataura mashoko iwayo kuna Jobho, Jehovha akati kuna Erifazi muTemani, "Ndakatsamwira kwazvo iwe neshamwari dzako mbiri, nokuti imwi hamuna kutaura zvakarurama pamusoro pangu sezvakaita muranda wangu Jobho.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jehovha akati ataura mashoko iwayo kuna Jobho, Jehovha akati kuna Erifazi muTemani, “Ndakatsamwira kwazvo iwe neshamwari dzako mbiri, nokuti imi hamuna kutaura zvakarurama pamusoro pangu, sezvakaita muranda wangu Jobho.