Job 42:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Erifazi muTemani, naBirdadi muShuhi, naZofari muNaamati, ʋakandoita seɀaʋakarairwa naJehova; Jehova akagamucira Jobo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Erifazi muTemani, Bhiridhadhi muShuhi naZofari muNamaati vakaita zvavakaudzwa naJehovha; uye Jehovha akagamuchira munyengetero waJobho.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo Erifasi Mutemani, naBhiridhadhi muShuhi, naZofa muNaamati vakaenda vakandoita zvavakaudzwa naTenzi. Tenzi akagamuchira munamato waJobhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Erifazi muTemani, naBhiridhadhi muShuhi, naZofari muNaamati, vakandoita sezvakarairwa naJehovha; Jehovha akagamuchira Jobho.
Shona 2009?
Zvino Erifazi muTemani, naBhiridhadhi muShuhi, naZofari muNaamati, vakandoita sezvakarairwa naJehovha, Jehovha akagamuchira Jobho.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Erifazi muTemani, naBhiridhadhi muShuhi, naZofari muNaamati, vakandoita sezvakarairwa naJehovha; Jehovha akagamuchira Jobho.