Job 5:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakacenjera unoʋaɓata pamano aʋo, Nokuraŋgana kwaʋasakarurama kunoputsirwa pasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anobata vakachenjera muunyengeri hwavo, uye zvirongwa zvenhubu zvinokukurwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anobata vakachenjera muujarijari hwavo, zvirongwa zvavanyengedzi hazvitani kushaiswa basa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakachenjera anovabata pamano avo, Nokurangana kwavasakarurama kunoputsirwa pasi.
Shona 2009?
Vakachenjera anovabata pamano avo, Nokurangana kwavasakarurama kunoputsirwa pasi.
Shona SUB 2002 Bible
Vakachenjera anovabata pamano avo, Nokurangana kwavasakarurama kunoputsirwa pasi.