Job 5:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti kutsamŋa kunoʋuraya ɓenzi, Ʋuye shuŋgu dzinoparadza usineziʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kutsamwa kunouraya benzi, uye godo rinouraya asina mano.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzvidya mwoyo kunouraya munhu kuya, kushatirwa kunouraya marema.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti kutsamwa kunouraya benzi, Uye shungu dzinoparadza asina zivo.
Shona 2009?
Nokuti kutsamwa kunouraya benzi, Uye shungu dzinoparadza asina zivo.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti kutsamwa kunouraya benzi, Uye shungu dzinoparadza asina zivo.