Job 5:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucaziʋa ʋo kuti ʋana ʋako ʋacawanda, Naʋazukuru ʋako ʋacaita soʋuswa bgenyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uchaziva kuti vana vako vachava vazhinji, uye zvizvarwa zvako zvichaita souswa hwenyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uchazvionawo kuti zvizvarwa zvako zvichawanda zvizukuru zvigoita souswa hwenyika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uchazivawo kuti vana vako vachawanda, Navazukuru vako vachaita souswa hwenyika.
Shona 2009?
Uchazivawo kuti vana vako vachawanda, Navazukuru vako vachaita souswa bwenyika.
Shona SUB 2002 Bible
Uchazivawo kuti vana vako vachawanda, Navazukuru vako vachaita souswa hwenyika.