Job 5:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀaakaceka ɀinodyiwa naʋanenzara, Ʋanoɀitora kunyaŋge napakati peminzwa; Ʋanenyota ʋanonwa fuma yaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vane nzara vanodya zvaakacheka, vachizvitora kunyange pakati peminzwa, uye vane nyota vanodokwairira pfuma yake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvaanokohwa zvichadyiwa zvazvo navane nzara vachizvitora kunyange mukati meminzwa, vane nyota vachitozvitsvira mwoyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvaakacheka zvinodyiwa navane nzara, Vanozvitora kunyange napakati peminzwa; Vane nyota vanonwa pfuma yavo.
Shona 2009?
Zvaakacheka zvinodyiwa navane nzara, Vanozvitora kunyange napakati pemhinzwa; Vane nyota vanomwa fuma yavo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvaakacheka zvinodyiwa navane nzara, Vanozvitora kunyangwe napakati peminzwa; Vane nyota vanonwa pfuma yavo.