Job 6:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ndainyaradzwa haŋgu; Ɀirokwaɀo ndaifara pakurwadziwa kusinetsitsi; Nokuti handina‐kuramba mashoko oMutȿene.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo ndaizova hangu nokunyaradzwa uku, mufaro wangu mukurwadziwa kusingagumi, kuti handina kunge ndamboramba mashoko aiye Mutsvene.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvi ndizvo zvaitondinyaradza ndaitopembera kufara mukurwadziwa kusina tsitsi nokuti handina kuramba ini mashoko aiye mutsvene.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo ndainyaradzwa hangu; Zvirokwazvo ndaifara pakurwadziwa kusine tsitsi; Nokuti handina kuramba mashoko oMutsvene.
Shona 2009?
Ipapo ndainyaradzwa hangu; Zvirokwazvo ndaifara pakurwadziwa kusine tsitsi; Nokuti handina kuramba mashoko oMutsvene.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo ndainyaradzwa hangu; Zvirokwazvo ndaifara pakurwadziwa kusine tsitsi; Nokuti handina kuramba mashoko oMutsvene.