Job 6:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Handizinoshaiwa ruɓatsiro mukati maŋgu here? Ʋucenjeri kwabgo habguzadziŋgwa cose kwandiri here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, ndine simba ripi zvaro kuti ndizvibatsire, sezvo zvino kubudirira kwakabviswa kwandiri?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chokwadi mandiri hamuna chimuko, kana chokubata chaicho hapana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Handizinoshaiwa rubatsiro mukati mangu here? Uchenjeri kwahwo hahuzadzingwa chose kwandiri here?
Shona 2009?
Handizinoshaiwa rubatsiro mukati mangu here? Uchenjeri kwahwo hahuzadzingwa chose kwandiri here?
Shona SUB 2002 Bible
Handizinoshaiwa rubatsiro mukati mangu here? Uchenjeri kwahwo hahuzadzingwa chose kwandiri here?