Job 6:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhu, unorwisa kuziya, unofanira kuitirwa nyasha neshamŋari dzake; Uŋgazorega kutya Wamasimba ose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Munhu asina tariro anofanira kuwana rudo rweshamwari dzake, kunyange iye arega kutya Wamasimba Ose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu anorega kunzwira tsitsi kushamwari yava kurasa mwoyo anofuratira kutya Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munhu, anorwisa kuziya, anofara kuitirwa nyasha neshamwari dzake; Angazorega kutya waMasimbaose.
Shona 2009?
Munhu, anorwisa kuziya, anofara kuitirwa nyasha neshamwari dzake; Angazorega kutya waMasimbaose.
Shona SUB 2002 Bible
Munhu, anorwisa kuziya, anofara kuitirwa nyasha neshamwari dzake; Angazorega kutya waMasimbaose.