Job 6:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Dzakaȿiɓa nokuɗa kwamazaya ecando, Ʋuye panoʋanda cando;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
dzinosviba pakunyungudika kwamagwada echando, uye dzinozadzwa nechando,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pasi perwizi panosvibira nemvura yakadzika inobva kuchando rwakafukidzwa namapopo emvura inobva kuchando chinonyungudika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dzakasviba nokuda kwamazaya echando, Uye panovanda chando;
Shona 2009?
Dzakasviba nokuda kwamazaya echando, Uye panovanda chando;
Shona SUB 2002 Bible
Dzakasviba nokuda kwamazaya echando, Uye panovanda chando;