Job 6:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana zuʋa ropisa, dzonyaŋgarika; Kana kwopisa dzinopedzwa panɀimbo yadzo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi dzinoguma kuyerera mumwaka wokupisa, uye mihoronga yadzo inopwa mukupisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Panguva yamadziya inonyangarika. Kana kwapisa chinonyangarika panzvimbo pawo ipapo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana zuva ropisa, dzonyangarika; Kana kwopisa dzinopedzwa panzvimbo yadzo.
Shona 2009?
Kana zuva ropisa, dzonyangarika; Kana kopisa dzinopedzwa panzvimbo yadzo.
Shona SUB 2002 Bible
Kana zuva ropisa, dzonyangarika; Kana kwopisa dzinopedzwa panzvimbo yadzo.