Job 6:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋafambi ʋanofamba nenzira yadzo ʋanotsauka, Ʋanokwira kurenje ndokuparara.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vafambi vanotsauka munzira dzavo; vanoenda kumakura ndokuparara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dungwerungwe revenzendo rinotsaukira mvura, rinotetereka naro gwenga richitsakatika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vafambi vanofamba nenzira yadzo vanotsauka, Vanokwira kurenje ndokuparara.
Shona 2009?
Vafambi vanofamba nenzira yadzo vanotsauka, Vanokwira kurenje ndokuparara
Shona SUB 2002 Bible
Vafambi vanofamba nenzira yadzo vanotsauka, Vanokwira kurenje ndokuparara.