Job 6:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haiwa, ɗai kutambudzika kwaŋgu kwaiyerwa, Nenjodzi dzaŋgu dzaiʋuŋganidzirwa paciyero!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Dai chete kurwadziwa kwangu kwaigona kuyerwa uye kusuwa kwangu kwaiiswa pachiyero!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Dai kuungudzika kwangu kwaierwa! Dai nyatwa yangu yose yaiiswa muzviero.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Haiwa, dai kutambudzika kwangu kwaiyerwa, Nenjodzi dzangu dzaivhunganidzirwa pachiyero!
Shona 2009?
"Haiwa, dai kutambudzika kwangu kwaiyerwa, Nenjodzi dzangu dzaivunganidzirwa pachiyero!
Shona SUB 2002 Bible
“Haiwa, dai kutambudzika kwangu kwaiyerwa, Nenjodzi dzangu dzaivhunganidzirwa pachiyero!