Job 6:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ɀino hamuzi cinhu; Munoʋona cinotyisa, ndokutya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino nemiwo maratidza kusabatsira; munoti mukaona chinhu chinotyisa mobva matya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndizvo zvamave kwandiri maona kutambura kwangu mukabva matya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti zvino hamuzi chinhu; Munoona chinotyisa, ndokutya.
Shona 2009?
Nokuti zvino hamuzi chinhu; Munoona chinotyisa, ndokutya.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti zvino hamuzi chinhu; Munoona chinotyisa, ndokutya.