Job 6:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana: Ndirwirei paruʋoko rwomudziʋisi here? Kana: Ndidzikinurei paruʋoko rwaʋamanikidzi here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ndirwirei muruoko rwomuvengi, ndidzikinurei mumaoko avanhu vano utsinye’ here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kana kuti mundinunure mumaoko omuvengi kana kuti mumaoko avanondidzvinyirira?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana, ‘Ndirwirei paruoko rwomudzivisi here?’ Kana, ‘Ndidzikinurei paruoko rwavamanikidzi here?’
Shona 2009?
Kana, `Ndirwirei paruoko rwomudzivisi here?' Kana, `Ndidzikunurei paruoko rwavamanikidzi here?'
Shona SUB 2002 Bible
Kana, ‘Ndirwirei paruoko rwomudzivisi here?’ Kana, ‘Ndidzikinurei paruoko rwavamanikidzi here?’