Job 6:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndidzidzisei, ndinyarare haŋgu; Mundiɗudzire pandatadza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndidzidzisei, uye ndichanyarara hangu; ndiratidzei pandakakanganisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dai muchitondidzidzisa ndainyarara zvangu muchindiratidzaka pandakakanganisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndidzidzisei, ndinyarare hangu; Mundidudzire pandatadza.
Shona 2009?
Ndidzidzisei, ndinyarare hangu; Mundidudzire pandatadza.
Shona SUB 2002 Bible
Ndidzidzisei, ndinyarare hangu; Mundidudzire pandatadza.