Job 6:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo munoɗa kukanda mijenya pamsoro penherera isinaɓaɓa, Munoɗa kuteŋgesa shamŋari yenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muchada kana kukanda mijenya pamusoro penherera nokutengesa shamwari yenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Inga mungatoitira nherera chin'ange imi muchitoitirana nharo dzomutengo, kutengesa shamwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo munoda kukanda mijenya pamusoro penherera isina baba, Munoda kutengesa shamwari yenyu.
Shona 2009?
Zvirokwazvo munoda kukanda mijenya pamusoro penherera isina baba, Munoda kutengesa shamwari yenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvirokwazvo munoda kukanda mijenya pamusoro penherera isina baba, Munoda kutengesa shamwari yenyu.