Job 6:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ɀino ciɗonditarirai henyu; Nokuti ɀirokwaɀo handiŋgareʋi nhema pamberi penyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Asi zvino chinditarirai netsitsi. Ko, ndingareva nhema pamberi penyu here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Zvino chimbonyatsonditarisai muone, ndiri munhu here ini angareva nhema pamberi penyu?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo zvino chindonditarirai henyu; Nokuti zvirokwazvo handingarevi nhema pamberi penyu.
Shona 2009?
Naizvozvo zvino chindonditarirai henyu; Nokuti zvirokwazvo handingarevi nhema pamberi penyu.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo zvino chindonditarirai henyu; Nokuti zvirokwazvo handingarevi nhema pamberi penyu.