Job 6:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Dzokai henyu, ndiɀo ɀandinokumbira, kusarurama kurege kuʋa’po, Dzokai henyu, mhaka yaŋgu yakarurama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musadaro, musava vasakarurama; fungai zvakare, nokuti kururama kwangu kwava parumananzombe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sandukai musiyane nezvisiri izvo. Chitosandukai zvenyu nokuti hunhu hwangu hwavakuita sechinhu pasina.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dzokai henyu, ndizvo zvandinokumbira, kusarurama kurege kuvapo, Dzokai henyu, mhaka yangu yakarurama.
Shona 2009?
Dzokai henyu, ndizvo zvandinokumbira, kusarurama kurege kuvapo, Dzokai henyu, mhaka yangu yakarurama.
Shona SUB 2002 Bible
Dzokai henyu, ndizvo zvandinokumbira, kusarurama kurege kuvapo, Dzokai henyu, mhaka yangu yakarurama.