Job 6:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ɀino ɀairema kupfuʋura jeca ramakuŋgwa; Naiɀoɀo mashoko aŋgu aiʋa okuvurumuka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvirokwazvo zvairema kupfuura jecha ramakungwa, hazvishamisi kana mashoko angu aiva okuvhurumuka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Yaitorema kupinda jecha regungwa. Pamwe ndokusaka mazwi angu arasikawo gwara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti zvino zvairema kupfuura jecha ramakungwa; Naizvozvo mashoko angu aiva okuvhurumuka.
Shona 2009?
Nokuti zvino zvairema kupfuura jecha ramakungwa; Naizvozvo mashoko angu aiva okuvhurumuka.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti zvino zvairema kupfuura jecha ramakungwa; Naizvozvo mashoko angu aiva okuvhurumuka.