Job 6:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Parurimi rwaŋgu panokusarurama here? Kuraʋira kwaŋgu hakuŋgasaruri ɀinhu ɀakashata here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, pamiromo yangu pane zvakaipa here? Ko, muromo wangu haugoni kunzvera zvakaipa here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pane zvandakanganisa here mukutaura kwangu? Imo mukanwa mangu mungatadze here kunzwa kuti izvi zvinhu zvinonaka?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Parurimi rwangu panokusarurama here? Kuravira kwangu hakungasaruri zvinhu zvakashata here?”
Shona 2009?
Parurimi rwangu panokusarurama here? Kuravira kwangu hakungasaruri zvinhu zvakashata here?"
Shona SUB 2002 Bible
Parurimi rwangu panokusarurama here? Kuravira kwangu hakungasaruri zvinhu zvakashata here?”